Mungandidii - Takura
Lyrics by:Takura Bernard Shonhai
Composed by:Takura Bernard Shonhai
Produced by:Courage "COG Beatz" Manyomwa
They always gonna tell you that you cannot do it
COG Beatz baby
I told them no I can
Look at me now baby
I'm doing it I did
I'm still gonna do it 'til I die baby
Takura baby
Imi mungandidii mungandidiiko
Hapana zvaunombondiita
Hapana zvamungandiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Chero mukazama zama zama zama sei
Hapana zvaunomboita
Hapana zvamungandiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Imi mungandidii mungandidiiko
Hapana zvaunombondiita
Hapana zvamunondiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Chero ndikadai chero ndikadai
Hapana zvaunomboita
Hapana zvamunondiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Kwakuita kunge kuvhaira eh
Hona hona manje me and my team
Tiku sleya all day tiku fairwa eh
Out here tichiliver that good good life
Tongoripwa kungogarira eh
Hanzi hanzi kwanzi zvayi hey hey zvazodai
Manje ini ndatojaira eh
Asi sei mukurwadziwa hey hey hey
Imbozvitarisa mumirror look at yourself
Wakapenga wakadaro
Ende usambotozvityira eh
Chero wakazama sei usatombozvidzikisira eh
Mwana wamai let me tell you one thing one thing
Chero ukazama zama something something
Hazvina kana basa ko ungandidii
Imi mungandidii mungandidiiko
Hapana zvaunombondiita
Hapana zvamungandiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Chero mukazama zama zama zama sei
Hapana zvaunomboita
Hapana zvamungandiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Turn up turn up turn up
Imi mungandidii mungandidiiko
Hapana zvaunombondiita
Hapana zvamunondiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Chero ndikadai chero ndikadai
Hapana zvaunomboita
Hapana zvamunondiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Ndoita kunge kutyaira eh
I got you trapping I got you dabbing
But hapana zvamungaita hapana hapana mungandidii
Taking over I'm taking over
Imbondisiya ndimboshaina eh
Trying to stop me from doing me
Ende muri kundigaira eh
I can see mukurwadziwa
Imbozvi-imbozvitarisa mumirror eh
Wakapenga wakadaro
Ende usambotozvityira eh
Chero wakazama sei usatombozvidzikisira eh
Mwana wamai let me tell you one thing one thing
Chero ukazama zama something something
Mmmm
Imi mungandidii mungandidiiko
Hapana zvaunombondiita
Hapana zvamungandiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Chero mukazama zama zama zama sei
Hapana zvaunomboita
Hapana zvamungandiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Turn up turn up turn up
Imi mungandidii mungandidiiko
Hapana zvaunombondiita
Hapana zvamunondiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Chero ndikadai chero ndikadai
Hapana zvaunomboita
Hapana zvamunondiita mungandidiiko
Hapana zvaunomboita
Oh yeah
Mungandidii mungandidiiko
Hapana hapana hapana
Mungandidii mungandidiiko